Episode 6 - nyaya yechristmas

Ndakarova zvangu easy paBoxing day ndati regai ndipedzise nyaya dzemabhebhi. Saka before ndapedzisa nyaya yachido ndanga ndatanga nyaya yeReplacement yake. Zvakaitika ndezvizvi:

Ndaive ndineimwe shamwari yangu yandakakura nayo inonzi Tinashe. Takaona musikana akanaka zvisina akamboona (ok she was that good to me at least!). Ini vakadzi vandinoda vatsvuku vane nyama, ndinofarira figure yemukadzi iya inotaridza kuti munhu akasvika 35 vanenge vari mai chaivo. Mukadzi uya wekuti akakupfekera dhirezi so-o rinonyatsozadzwa kwete nekufuta ba, asi neFigure inokumisa chombo. Ndivo vakadzi vandinoda ivavo. This one was just right, she had a slightly chubby face but that couldn't take away that huge ass. Vashoma vasikana vakanaka vakapfeka uniform and she was among the vashoma! Ende futi vashoma vasikana vekuti anotanga kutaridza figure yehumai asati atombobata 18. I think whoever arikuverenga can tell kuti ndinochiva runako heavy plus handirambe ndoostaira yangu. Musikana uyu ndakamuona pazuva iri ndikazvipira kuti achaita wangu nyangwe zvadini. I could not approach her then but i knew tichasangana futi sooner or later.

Ndakazoti ndamuona pamakombi ekuvhaya kuden ndikaziva kuti nhasi ndotowana entry chete. Ndakasvikapedzyo naye ndikamubvunz kuti "Excuse me, ndaona uniform yawakapfeka do you know nhingi anodzidzapo." Ndaingonamata kuti akangondipindura zvisina rough tapinda tapinda! Akabva andiudza kuti anomuziva ndikabva ndatowedzera nyaya kuti tisvike pakutaura zviri nani. Ndakabva ndazomuti, 'Hey i really like your hair and you make that school uniform look like a designer outfit." Chimoko chakabva chanyemwerera zviya zvekuti, "Really? I am that pretty?" Apo ndakamuti, "Keep it up sweetie it makes a man like me believe again." Handina kuzoda kutora number kana zita all i wanted to do was make a lasting impression then ndozomukuvadza nezvimwe later.

I went home and the next day iri Saturday i bumped into her muTown. She was wearing maLeather eBlack boots anosvika pamaKnees with a shortish denim skirt neTop iri floral. She didnt have much in front of her when it came to breasts but those hips, thighs and that huge, fine ass! Very convenient indeed, handina kutombomutsvaka, she came to me and she says. "You are the guy from yesterday right?" Ndikati, "Ehe" and she smiled. Not wanting to make my intentions obvious as yet ndakabva ndamuudza kuti i was in a rush and if she didnt mind i would call her. Ndikaburitsa cell phone yangu kungotaridzawo kaClass and i said, "What's your number?" ndichinyemwerera nemufaro.

Episode 5 - The break up

Tanga tave munaJanuary the following year apo it was obvious kuti there was no more future between me and Chido. I did not feel the same way for her anymore. I couldnt miss her like i used to even pataitaura nyaya dzainge dzisisanakidze. You know when you are frequently blessed by long periods of silence during a conversation muchishaya zvekutaura. It was now at that stage.

The best thing panapa was to end it coz panga pasisina iripo. On another note ndanga ndatotanga kuProcessor kamwe katsvuku futi kanga kaneDVD rinonwisa mvura! Mwana ndakamutsoma iyeye kusvikira aita wangu because handina kubvira ndamboda musikana wekuona muRoad saizvozvo. Anyway, ndakafonera Chido to arrange us to meet up, it was halfway into the holiday and tanga tisina kumboisa effort yekuonana. From the way she responded i knew kuti she realised that i wanted to end it.

Takasangana mutown and i asked her to go for a walk with me, she was unusually quiet but not moody just quiet. We got to a secluded spot, sat down and i said to her, "Chido, sweetie we have come a long way and i think its time we move on." She looked at me akanditi, "I was thinking of the same thing everything changed since last August and i love you but ndakakurwadzisa." We were both in agreement that it wasn't working anymore. We looked at each other not in pain but in happiness yekuti we had spent such good times together. She suggested we share our last kiss and i gladly agreed. We kissed, we hugged tightly and went our seperate ways with smiles on our faces. I did not feel hurt but felt that we ended it so maturely. This was the best break up i ever had and she was the first girl i ever really deeply cared for.

Episode 4 - More on Chido

Vakomana Chido was a serial flirt! The truth is i actually never realised it until some months into our relationship. You know that type of girl who is overly friendly even to people she doesn't know or guys who obviously want to chat her up? Kungoti ndaive mupfanha zvangu but something should have clicked. After all tese taive maBorder ndichidzidza at one end of the country at a boys school iye ari kwake at a co-ed. I am very sure maface would be trying their luck at every turn coz Chido anga asina kunakira inini chete. At that time it actually never bothered me, ndaitoramba kuenda kumadisco at our sister school because 'i was being faithful and i had a girl i loved'. Bullshit zvayo!

Pane vanhu vakadzidza kuBoarding you all know kuti kuReceiver tsamba was a massive thing. Kunyanya paSingle sex school waibva wabigga nemachinda kuti unenyengo ukawana tsamba kubva kumusikana, better yet akatumira photo zvichingodaro. One day ndakazowana tsamba ine handwriting yandisingazive but i was hopeful. Kuvhura kudai kuona zviri zvituko zvega zvega from a guy aidzidza kuchikoro kwaChido. Mukomana uyu aindiudza kuti ndisiyane negero rake because anoziva zita rangu, where i live and hang out zvekuti aizonditumira chokwata. I never took it seriously but ndipo pandakatanga kuita very suspicious of Chido's actions. That term handina kuzobvira ndamunyorera tsamba.

Holiday yasvika manje i spent over a week ndisingabatike paDen zvekuti she was worried kuti what had happened to me. Akatombozouya kuzonditsvaka but hapana kwaakasvika. Ndakazofona ndirini ndikamubvunzurunza nyaya yekukomana uya ndisina kana kumubvunza mufaro. There was dead silence then she started to cry. Handina kumbozomirira kunzwa achihwihwidza ndikaisa phone pasi. A few minutes later her older sister called me telling me Chido aida kutaura neni, ndikabvuma only because ndaivanyara plus nechemukati gadzi ndairida iroro. She was tall and thick, mukadzi uya wekuti ukaroora mutakunanzva chete husiku. Fact is she was too old for me but still made up a good portion of my fantasies. Chido akazouya paPhone and the girl was very apologetic and i would have none of it. Ndakaomesa musoro ndikamuti tell me zvese or else hauna chance neni futi. Akatanga kudura kuti vakadanana kubvira January and muface uyu aigara kuneimwewo taundi saka vaisaonana maHoliday. Zvanga zvaakundibhohwa kuti ndiri kuitwa second hand apa negero ndikamusiya ari paLine ndacutta zvangu.

Akazofona zuva roda kuvira apo ndanga ndati dzikamei akandikumbira kuti ndiuye kumba kwavo. Atadzira mumwe ndiani? Now u want me to come visit your ass? Bitch please! Ndakaenda anyway. Mukusvika ndakbva ndavava zvisina akaona but maSorry ake ainakidza kunzwa zvekuti ndakanyunguduka hasha kusara rudo zvakare. Ndakabva ndamuudza kuti chero zvadini ukangonditamba 10-0 futi handina remuromo newe. We got back together again but things were never the same. I could not treat her with love again, i had the same suspicions when she was away. We eventually broke up in the sweetest way but that is another story for tomorrow.

Episode 3 - Zvakaitika

Hana yangu was beating like never before ndichiedza kufunga kuti what could she possibly want to tell me?! She paused for a moment and said "I am really embarassed coz my thighs are abnormal." Nechemumoyo i was like "OK!", truth being i hadnt noticed anything irregular. Chido then went on to say, "I have these very light patches all over them and my sisters vanogara vachindiseka which has made me very insecure about them." I became far more relaxed because had she told me she had AIDS or something ndingadai ndakangoita dombo ipapo. I began to reassure her kuti panga pasina problem and i hadnt noticed anything odd about her thighs. This was the introduction to my 'I wanna get into your pants mode', the very first time i chose to lie so that i could get some.

Tisati tatombodii ndave ready kuenda kustage 2 what happens? I hear voice remupfanha wangu and bedroom raanaMhomz richivhurwa. Shit! My mother was back! Vakomana ndakaHooter nekutya but it struck me kuti mhomz vangu namhomz vake went to the same church and i chose to play this one out calmly. Vari mubedroom kudaro takanyatsopfeka hembe ndokubva tabuda tikaenda panze acting like ndipo patanga tiri all along. Takapinda muSitting room ini ndikagara uko iye akagara uko on opposite sofas zvakutaridza innocence yedu. Mhomz vakabuda kuBedroom tikabva tanyadzodzikama kuona TV zvedu then i introduced Chido to my mother as 'mwana waMai Nhingi' vekuchurch and we had been good friends since Form 1. My mother was seemingly pleased at the whole thing and began asking Chido about her mother and so on. It made me feel a lot more relaxed about nyaya yekuunza musikana pamba but i vowed never to do it again which of cause i never fulfilled.

Patakazokwanisa kubuda we both breathed a sigh of relief because it was a close one! I still do not know how i managed to keep calm through it all but i saved my own ass by quick thinking and not panicking! Nowadays i think of Chido a lot, i know it was many many years ago but we were 2 people vakawirirana like no other. Maybe we met at the wrong time but we surely had the best of our time together, there are a lot more things that happened with her but ndavekurara ini tozozviona mangwana guys. Peace

Episode 2 - Rimwe zuva manje

Chido ndeumwe wevasikana vandakadanana navo. She was tall, slim with a very athletic figure (but asina kurasa maCurves echisikana aya anonakidza shape yemukadzi), very light , with these sweet supple breasts that made me cringe nekuspakwa when i saw them. She had soft skin aneShort hair (mostly because kuchikoro kwavo vaida short hair) but yanga yakamufitta. Meso ake anga akada kuita kunge muChina akanaka zvekuti akakuti ndee mumaziso wainakirwa iwe. Mainini vanga vakanaka ivavo! We had been friends for a few years ndakatanga kumuziva ndiri form 1 kumaHoliday lessons. Taipindirana sebhande nebhurugwa. Ainge asina matyira apo aindida zvisina mubvunzo.

She lived a few roads away and was great company so we found ourselves spending a lot of time together. Chainyanyonakidza mukudanana makore iwayo muchiri vadiki ndechekuti you would even get in trouble for each other kuti mufonerane kana kuonana. Ini naChido ndizvo zvataigona manje! Kukwidza phone bill raanaMhomz kana kutiza pamba tichienda kuMovie zvaive zvishoma. Rudo rwaipisa irworwo! Rimwe zuva ndakazomuti achiuya neni kumba nokuti mhamha vanga vasipo. Taive tashaya venue yekumbodanana kambichana because yanga iri mid-morning apo movie house yaizovhura kuma2. Time yekumirira ndipo panga pasina manje. I thought tikangovhaya kuden faster faster tinokwanisa kuronga zviri nani. Chido ainakidza pakuti aisangotya zvese zvese saka akabvuma pasina mutauro.

Tasvika kumba and then sisi vebasa vanga varipo, munin'ina wangu at the time was 3 years old arikuCreche, umwe wacho ndisingazive kuti ainge aripi panguva yacho. Takambotanga kuridza music tichitamba. Ndakaisa maSongs edu andaiziva kuti aimafarira ndikabva ndamubata back to front ndichimuzevezera munzeve. My game wasnt too bad lol! We kept to that for a good 15 minutes then i suggested tiende kuBedroom. I led her by hand ndichiedza not to make it obvious kuti i wanted to take a nice long look at her tight jeans eBlue nekaspaghetti top keWhite kainge kakabata mazamu ake zvakanyatsonaka. Pindei muBedroom akabva anditarisa nerimwe ziso riya rinokuudza zvakawanda. Ndiye akakiya door ndokuswedera padhuze neni ruoko rwake rwuchibata bhurugwa rangu. Apo yanga yatomira kare! Chokwadi ndechekuti ndanga ndisina kumborara nemusikana and hana yangu yaibika manhanga because i wasn't sure kuti tiri kuendepi chaizvo. She was more experienced than me, had taught me how to kiss and experience yangu yese yanga iri paari.

We kissed zviri soft apo ndakazangana nemaFeelings ekufara nekutya. Ndaitya futi kuti ko kana mhamha vakadzoka toita sei because there was only one way out, nepaFront gate! Zvisinei hazvo taizozviona kana zvasvika otherwise parizvino it was a different focus. Ndakamubata mazamu ake and she held my hands leading them in motion so that i do the right thing. Ipapo ndainyatsonzwa manakidziro azvo tikabva tananga pamubhedha iye akaenda pazasi. Ndakabva ndadedera ndichimubvisa maJeans ake and she started being very shy. Apo im thinking kuti ko ndeip? We then stopped kissing and she says "I have something to tell you!" Vakomana ndakada kuda kubatwa nebuka chairo....

To be continued

Episode 1 - Pazvakatangira

My name is Wilton.

Ndaive Form 1 paya, ndange ndava nemusikana wangu anonzi Tari wandaidanana naye. Takabvira grade 7 mukudanana uku. Chikoso ichi chaive chakatsvuka chakarerekera mukusimba asi asiri chidhafu. Mazuva aya ndainyanyotarisa kunaka kwechiso, the girl was hot mhani! Ndaiti ndikamutarisa kudai i could see kuti apa ndakanyenga ndichinyatsoda.

Zvisinei i remember the very first disco kuchikoro, vana Tari vakauya kwedu kuzofara. Mazuva iwayo ndaitya zvangu vasikana ndicho chokwadi. I saw her nechekure hana ikatanga kurova! Ndakazviona kuti ainge andiona hake but kuti ndichamure kwaari aneshamwari dzake zvaindinetsa vakomana! Ndakanyepedzera kuvaBusy nemaface angu ndikamboenda kuStage kunaDJ ndikadini ko. Ndofunga I spent kana 2 hours ndichingorova maBack and forth iwayo. Ndakazochiwana kuchangamuka manje ndaona rimwe ziForm 2 raenda kune gero rangu asking for a dance. Luckily she refused ndikaona kuti apa zvavekutoda kumira mira, ndakabva ndaenda kwaari choppaz. Chekutanga chandakamubvunza kwaive kuti 'Shaa can we slow track, i want to hold you.' Ipapo akabva amira, akaenda kushamwari dzake kunovabvunza kuti odini. Vasekenyeka zvaisvota vachinditaura, akabva adzoka and she said to me "Okay!" Guys ndakafara dai makaona smaira yakabudapo ungati muface atopihwa bonde uyu! But ndaive Form 1 ko ndaizivei zvangu? Ndakabva ndapfekera maoko mujacket raainge akapfeka but i wasnt sure what to do exactly. After a few minutes akazonyatsondimbundikira musoro uri pachipfuva changu ini ndikati zvangu zvauya maoko pamagaro ake straight! Zvakazoitika after that handichazive ini but that was the first time yandakabata musikana muviri!

Parizvino Tari ndakapedzisira kumuona muna2005. She isn't quite as pretty anymore akabva atanga kufuta and nekukura kunaka kwakaita kuchiperawo. To make it worse she has gained quite a fair bit of weight and is such a tomboy zvinobhohwa so. When i met her, taive muneimwe restaurant and i was getting take away lunch yekubasa. At first i was pleasantly surprised because we ended it on a good note and ndaimuona a couple of times each year sevanhu vaigara in the same town. This was the first time i had seen her in about 6 months and we actually had time to talk. Takataura a bit and the next thing she said ndavekuda kuenda is, "Tony sweetie please buy me lunch!" Ndakabva ndangoti "ZiGolddigger!" nechemumoyo ndikamuti "Sorry wena ndatotumwawo nashefu kuzovatengera." Now i expected it to be cool obva angoti iribhoo but goes on to say, "Hauna kana change here nditenge donut." Ah ndakabva ndaseka zvangu ndikati "Mayaz bhebhi i gotta go." ndikabudamo chopp chop! Glad i dated her achiri munhu!

Ndabaya