Episode 4 - More on Chido

Vakomana Chido was a serial flirt! The truth is i actually never realised it until some months into our relationship. You know that type of girl who is overly friendly even to people she doesn't know or guys who obviously want to chat her up? Kungoti ndaive mupfanha zvangu but something should have clicked. After all tese taive maBorder ndichidzidza at one end of the country at a boys school iye ari kwake at a co-ed. I am very sure maface would be trying their luck at every turn coz Chido anga asina kunakira inini chete. At that time it actually never bothered me, ndaitoramba kuenda kumadisco at our sister school because 'i was being faithful and i had a girl i loved'. Bullshit zvayo!

Pane vanhu vakadzidza kuBoarding you all know kuti kuReceiver tsamba was a massive thing. Kunyanya paSingle sex school waibva wabigga nemachinda kuti unenyengo ukawana tsamba kubva kumusikana, better yet akatumira photo zvichingodaro. One day ndakazowana tsamba ine handwriting yandisingazive but i was hopeful. Kuvhura kudai kuona zviri zvituko zvega zvega from a guy aidzidza kuchikoro kwaChido. Mukomana uyu aindiudza kuti ndisiyane negero rake because anoziva zita rangu, where i live and hang out zvekuti aizonditumira chokwata. I never took it seriously but ndipo pandakatanga kuita very suspicious of Chido's actions. That term handina kuzobvira ndamunyorera tsamba.

Holiday yasvika manje i spent over a week ndisingabatike paDen zvekuti she was worried kuti what had happened to me. Akatombozouya kuzonditsvaka but hapana kwaakasvika. Ndakazofona ndirini ndikamubvunzurunza nyaya yekukomana uya ndisina kana kumubvunza mufaro. There was dead silence then she started to cry. Handina kumbozomirira kunzwa achihwihwidza ndikaisa phone pasi. A few minutes later her older sister called me telling me Chido aida kutaura neni, ndikabvuma only because ndaivanyara plus nechemukati gadzi ndairida iroro. She was tall and thick, mukadzi uya wekuti ukaroora mutakunanzva chete husiku. Fact is she was too old for me but still made up a good portion of my fantasies. Chido akazouya paPhone and the girl was very apologetic and i would have none of it. Ndakaomesa musoro ndikamuti tell me zvese or else hauna chance neni futi. Akatanga kudura kuti vakadanana kubvira January and muface uyu aigara kuneimwewo taundi saka vaisaonana maHoliday. Zvanga zvaakundibhohwa kuti ndiri kuitwa second hand apa negero ndikamusiya ari paLine ndacutta zvangu.

Akazofona zuva roda kuvira apo ndanga ndati dzikamei akandikumbira kuti ndiuye kumba kwavo. Atadzira mumwe ndiani? Now u want me to come visit your ass? Bitch please! Ndakaenda anyway. Mukusvika ndakbva ndavava zvisina akaona but maSorry ake ainakidza kunzwa zvekuti ndakanyunguduka hasha kusara rudo zvakare. Ndakabva ndamuudza kuti chero zvadini ukangonditamba 10-0 futi handina remuromo newe. We got back together again but things were never the same. I could not treat her with love again, i had the same suspicions when she was away. We eventually broke up in the sweetest way but that is another story for tomorrow.

0 comments: