Episode 6 - nyaya yechristmas

Ndakarova zvangu easy paBoxing day ndati regai ndipedzise nyaya dzemabhebhi. Saka before ndapedzisa nyaya yachido ndanga ndatanga nyaya yeReplacement yake. Zvakaitika ndezvizvi:

Ndaive ndineimwe shamwari yangu yandakakura nayo inonzi Tinashe. Takaona musikana akanaka zvisina akamboona (ok she was that good to me at least!). Ini vakadzi vandinoda vatsvuku vane nyama, ndinofarira figure yemukadzi iya inotaridza kuti munhu akasvika 35 vanenge vari mai chaivo. Mukadzi uya wekuti akakupfekera dhirezi so-o rinonyatsozadzwa kwete nekufuta ba, asi neFigure inokumisa chombo. Ndivo vakadzi vandinoda ivavo. This one was just right, she had a slightly chubby face but that couldn't take away that huge ass. Vashoma vasikana vakanaka vakapfeka uniform and she was among the vashoma! Ende futi vashoma vasikana vekuti anotanga kutaridza figure yehumai asati atombobata 18. I think whoever arikuverenga can tell kuti ndinochiva runako heavy plus handirambe ndoostaira yangu. Musikana uyu ndakamuona pazuva iri ndikazvipira kuti achaita wangu nyangwe zvadini. I could not approach her then but i knew tichasangana futi sooner or later.

Ndakazoti ndamuona pamakombi ekuvhaya kuden ndikaziva kuti nhasi ndotowana entry chete. Ndakasvikapedzyo naye ndikamubvunz kuti "Excuse me, ndaona uniform yawakapfeka do you know nhingi anodzidzapo." Ndaingonamata kuti akangondipindura zvisina rough tapinda tapinda! Akabva andiudza kuti anomuziva ndikabva ndatowedzera nyaya kuti tisvike pakutaura zviri nani. Ndakabva ndazomuti, 'Hey i really like your hair and you make that school uniform look like a designer outfit." Chimoko chakabva chanyemwerera zviya zvekuti, "Really? I am that pretty?" Apo ndakamuti, "Keep it up sweetie it makes a man like me believe again." Handina kuzoda kutora number kana zita all i wanted to do was make a lasting impression then ndozomukuvadza nezvimwe later.

I went home and the next day iri Saturday i bumped into her muTown. She was wearing maLeather eBlack boots anosvika pamaKnees with a shortish denim skirt neTop iri floral. She didnt have much in front of her when it came to breasts but those hips, thighs and that huge, fine ass! Very convenient indeed, handina kutombomutsvaka, she came to me and she says. "You are the guy from yesterday right?" Ndikati, "Ehe" and she smiled. Not wanting to make my intentions obvious as yet ndakabva ndamuudza kuti i was in a rush and if she didnt mind i would call her. Ndikaburitsa cell phone yangu kungotaridzawo kaClass and i said, "What's your number?" ndichinyemwerera nemufaro.

Episode 5 - The break up

Tanga tave munaJanuary the following year apo it was obvious kuti there was no more future between me and Chido. I did not feel the same way for her anymore. I couldnt miss her like i used to even pataitaura nyaya dzainge dzisisanakidze. You know when you are frequently blessed by long periods of silence during a conversation muchishaya zvekutaura. It was now at that stage.

The best thing panapa was to end it coz panga pasisina iripo. On another note ndanga ndatotanga kuProcessor kamwe katsvuku futi kanga kaneDVD rinonwisa mvura! Mwana ndakamutsoma iyeye kusvikira aita wangu because handina kubvira ndamboda musikana wekuona muRoad saizvozvo. Anyway, ndakafonera Chido to arrange us to meet up, it was halfway into the holiday and tanga tisina kumboisa effort yekuonana. From the way she responded i knew kuti she realised that i wanted to end it.

Takasangana mutown and i asked her to go for a walk with me, she was unusually quiet but not moody just quiet. We got to a secluded spot, sat down and i said to her, "Chido, sweetie we have come a long way and i think its time we move on." She looked at me akanditi, "I was thinking of the same thing everything changed since last August and i love you but ndakakurwadzisa." We were both in agreement that it wasn't working anymore. We looked at each other not in pain but in happiness yekuti we had spent such good times together. She suggested we share our last kiss and i gladly agreed. We kissed, we hugged tightly and went our seperate ways with smiles on our faces. I did not feel hurt but felt that we ended it so maturely. This was the best break up i ever had and she was the first girl i ever really deeply cared for.

Episode 4 - More on Chido

Vakomana Chido was a serial flirt! The truth is i actually never realised it until some months into our relationship. You know that type of girl who is overly friendly even to people she doesn't know or guys who obviously want to chat her up? Kungoti ndaive mupfanha zvangu but something should have clicked. After all tese taive maBorder ndichidzidza at one end of the country at a boys school iye ari kwake at a co-ed. I am very sure maface would be trying their luck at every turn coz Chido anga asina kunakira inini chete. At that time it actually never bothered me, ndaitoramba kuenda kumadisco at our sister school because 'i was being faithful and i had a girl i loved'. Bullshit zvayo!

Pane vanhu vakadzidza kuBoarding you all know kuti kuReceiver tsamba was a massive thing. Kunyanya paSingle sex school waibva wabigga nemachinda kuti unenyengo ukawana tsamba kubva kumusikana, better yet akatumira photo zvichingodaro. One day ndakazowana tsamba ine handwriting yandisingazive but i was hopeful. Kuvhura kudai kuona zviri zvituko zvega zvega from a guy aidzidza kuchikoro kwaChido. Mukomana uyu aindiudza kuti ndisiyane negero rake because anoziva zita rangu, where i live and hang out zvekuti aizonditumira chokwata. I never took it seriously but ndipo pandakatanga kuita very suspicious of Chido's actions. That term handina kuzobvira ndamunyorera tsamba.

Holiday yasvika manje i spent over a week ndisingabatike paDen zvekuti she was worried kuti what had happened to me. Akatombozouya kuzonditsvaka but hapana kwaakasvika. Ndakazofona ndirini ndikamubvunzurunza nyaya yekukomana uya ndisina kana kumubvunza mufaro. There was dead silence then she started to cry. Handina kumbozomirira kunzwa achihwihwidza ndikaisa phone pasi. A few minutes later her older sister called me telling me Chido aida kutaura neni, ndikabvuma only because ndaivanyara plus nechemukati gadzi ndairida iroro. She was tall and thick, mukadzi uya wekuti ukaroora mutakunanzva chete husiku. Fact is she was too old for me but still made up a good portion of my fantasies. Chido akazouya paPhone and the girl was very apologetic and i would have none of it. Ndakaomesa musoro ndikamuti tell me zvese or else hauna chance neni futi. Akatanga kudura kuti vakadanana kubvira January and muface uyu aigara kuneimwewo taundi saka vaisaonana maHoliday. Zvanga zvaakundibhohwa kuti ndiri kuitwa second hand apa negero ndikamusiya ari paLine ndacutta zvangu.

Akazofona zuva roda kuvira apo ndanga ndati dzikamei akandikumbira kuti ndiuye kumba kwavo. Atadzira mumwe ndiani? Now u want me to come visit your ass? Bitch please! Ndakaenda anyway. Mukusvika ndakbva ndavava zvisina akaona but maSorry ake ainakidza kunzwa zvekuti ndakanyunguduka hasha kusara rudo zvakare. Ndakabva ndamuudza kuti chero zvadini ukangonditamba 10-0 futi handina remuromo newe. We got back together again but things were never the same. I could not treat her with love again, i had the same suspicions when she was away. We eventually broke up in the sweetest way but that is another story for tomorrow.

Episode 3 - Zvakaitika

Hana yangu was beating like never before ndichiedza kufunga kuti what could she possibly want to tell me?! She paused for a moment and said "I am really embarassed coz my thighs are abnormal." Nechemumoyo i was like "OK!", truth being i hadnt noticed anything irregular. Chido then went on to say, "I have these very light patches all over them and my sisters vanogara vachindiseka which has made me very insecure about them." I became far more relaxed because had she told me she had AIDS or something ndingadai ndakangoita dombo ipapo. I began to reassure her kuti panga pasina problem and i hadnt noticed anything odd about her thighs. This was the introduction to my 'I wanna get into your pants mode', the very first time i chose to lie so that i could get some.

Tisati tatombodii ndave ready kuenda kustage 2 what happens? I hear voice remupfanha wangu and bedroom raanaMhomz richivhurwa. Shit! My mother was back! Vakomana ndakaHooter nekutya but it struck me kuti mhomz vangu namhomz vake went to the same church and i chose to play this one out calmly. Vari mubedroom kudaro takanyatsopfeka hembe ndokubva tabuda tikaenda panze acting like ndipo patanga tiri all along. Takapinda muSitting room ini ndikagara uko iye akagara uko on opposite sofas zvakutaridza innocence yedu. Mhomz vakabuda kuBedroom tikabva tanyadzodzikama kuona TV zvedu then i introduced Chido to my mother as 'mwana waMai Nhingi' vekuchurch and we had been good friends since Form 1. My mother was seemingly pleased at the whole thing and began asking Chido about her mother and so on. It made me feel a lot more relaxed about nyaya yekuunza musikana pamba but i vowed never to do it again which of cause i never fulfilled.

Patakazokwanisa kubuda we both breathed a sigh of relief because it was a close one! I still do not know how i managed to keep calm through it all but i saved my own ass by quick thinking and not panicking! Nowadays i think of Chido a lot, i know it was many many years ago but we were 2 people vakawirirana like no other. Maybe we met at the wrong time but we surely had the best of our time together, there are a lot more things that happened with her but ndavekurara ini tozozviona mangwana guys. Peace