Episode 7 - Tapinda tapinda

The moment she took the cellphone kuti aise number i knew kuti ndichamufonyora kusvikira asisagone kufunga mwana uyu. Ndakabva ndapihwa maInstruction ekuti don't call after six because dhedhi vanenge vadzoka. Munoziva vana vekuHigh school vabereki protect them kunge vachazovaroora varivo. Ndisati ndaenda ndikamuti "My name is Wilton by the way, you can call me Tony." She says to me. "I'm Charmaine." akabva asekerera and she went her merry way.

Handina kuda kubvira ndamufonera that night. Sometimes as a man its best to look as busy as possible kuti azasofunge kuti uri rombe rinongoswerombeya muTown. Ndanga ndiri paForm 4 holiday ini i had sooooooooooo much time to kill. Zvisineyi hazvo pamberi nenyaya ndanga ndakamuplannira horror yerudo maximum nyengaring time 2 weeks! Ndakazomufonera iri Wednesday ndikambotaura naye kambichana. Mubhuku rangu remaTactics ndaiziva kuti within 2 weeks ndinenge ndatove muVocabulary yake zvekuti ndikasafona aitogaya kuti pamwe ndadyiwa nechimwe chinhu. Mukutaurirana kwedu chokwadi waiona kuti pane chemistry apa. I dont know why but for some reason i got the feeling that she never really had too many guys ask her out. She tried to hide it but ndaizviona kuti arikutapirirwa neni ende ndaibva ndawedzera moto kuti zvipise.

My charms worked faster than viagra with this one. So much for the thrill of the chase which had been so exciting, she was easier than i anticipated. Apa changa chasara ka was kungomukandira shoko and i was sure kuti she would be mine. But there was a problem. I was still dating Chido at the time and i needed to get rid of her. The truth is guys ini i wanted an exclusive relationship one at a time where i could concentrate on musikana wangu till the very last (besides the fact yekuti vanhu vemumaSmall town ukahura unobatwa chop chop!). It didnt take much to finish off naChido which i managed to achieve within a few days. I wont repeat nyaya yacho munoiziva mese.

So now lets continue from the day when we parted ways naChido. After that last hug and kiss i knew kuti now i was a free man and ndaikwanisa kuchinyenga Charmaine zvekumuita bhebhi rangu one time. I did not waste time musi iwoyo, i went straight home and call the girl. Takambotaura a good hour while i gathered up enough courage to finally say the magic words, "Will you be my girlfriend?" Ndambobatwa nebuka varume because she paused kambijana and i was now scared kuti ndingangobhambiswa nekoso. Akabva anditi " Errmmmm ok, ya." ndikati yachata! Ndakazoswera ndichingozvibigga kuti ndiri dhara one mbama to another, ndombonzaniko?

Simba rekupedzisa zvakazoitika paFirst date handichina but i promise i will do that soon, untill next time!

0 comments: