Episode 9 - Eventually

Saka from the day yandakadhinhikana naCharmaine hapana zvakanyanya zvakambozobuda mazviri. I became a very busy man mazuva aitevera and considering that she never really called me it was a matter of time before kaspark kaya kashamura. Despite what happened naChido before (which was a very special case) I had a policy yekuti musikana haarambwi just in case ukada kudzokera. Chero ndisingadi musikana sei varume handimurambi I will do everything in my power kumubhohwa kana kuti iye anzwe kunge zvisiri kumufambira. Akangondiramba chete tinenge tagona basa! Munogona kuzosangana 5 years later ari single ukamutsa maprevious and pakadaro ndipo panonakidza because vashoma vakadzi vanenge vachida rudo rweserious but she feels safe kuti maimbove mese. And kana usina kumuboora its still all good because pane that ‘ex’ factor (the gift and the curse because ex factor inokwanisa kukukuvadza when that person does not take kindly to exes)

It happened according to plan naCharmaine. Ndakabva ndaenda kuBulawayo for about a month before form 4 results abuda zvekuti munguva iyoyo handina kana kumufonera kana kamwechete zvako. Musikana anozokudawo after that ibenzi chete. Ndakadhumhana naye zvangu and acted like aitove shamwari yangu yandanga ndisina kuona in ages and never hinted on any prior relationship. Plan yakashanda and she got the hint and never complained but I should have known because she later on became responsible for one of the worst experiences of my life and I am sure it was payback chaiyo. Mudzimai akaita grudge newe kuzoona rapera unenge waripa zvirokwazvo mudhara. For now all you have to know is musikana uyu has been telling the world a lot of shit about me since then. Tichasangana zvedu one day kurokesheni.

Not much to share today guys stories continue next week.

0 comments: